Duramazwi · zita
Zvinoreva
Deze idemhe redetenu kana chimwewo chinhu, munoiswa mbira kuitira kuti dzigonyatsoita mutinhimira kana dzoridzwa.
1

Bhanjo igitare rokuzvigadzirira rakaiswa deze ramazembe ra rechigaba.
Deze idemhe redetenu kana chimwewo chinhu, munoiswa mbira kuitira kuti dzigonyatsoita mutinhimira kana dzoridzwa.
Mbira zvisimbi zvakafara zvinoiswa mudeze zvobva zvoridzwa kubudisa mumhanzi.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dha
Kuti dha kudimbuka kwechinhu changa chakabatana. Tambo yechiredzo yakati dha kudambuka pandakabata hove huru.
VerengaSwipe for the next word