Duramazwi
Zvinoreva
Kudesherera chikafu chakawanda kunyatsochigarira pasi, wochidya wakadekara.
1

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03deswa
Deswa iruva rakatwasuka, rine mashizha akapamhamha neruvara rweshora, uye rinonyanyowanikwa mumakomo ekumabvazuva kweZimbabwe.
VerengaSwipe for the next word