Duramazwi
pfekera
-pfekedzera
Duramazwi
Kupfekera kuisa chinhu panzvimbo yakamanika.
Kupfekera kuisa chinhu panzvimbo yakamanika.
Pfekera mari iyi pakati pemapepa ayo.
Kana munhu akakorekedza chihuri pagonhi anenge a-pfekera chisimbi kana chitanda muburi kuti gonhi risavhurika nepanze.
-pfekedzera
Duramazwi
01 / 03pfekere
Kuti pfekere chinhu kuchipinza kana kuisa pakati pezvimwe.
VerengaSwipe for the next word