KwaunobvaDuramazwiZzora

Duramazwi

zora

Zvinoreva

Kuisa mafuta kana mushonga pamuviri.

1

Kuisa mafuta kana mushonga pamuviri.

Baba vaTakunda vakanyatsogeza havo vakadzikama ndokupfeka nhumbi dzavo dzakanaka kwave kuzora zora zvino nhuwirira.

Anenge ave kutozora zora make up yake hake.

Kana vanhu vachiti mwana azviposheka madhaka vanenge vachireva kuti mwana iyeye azvizora-zora madhaka.

2

Kana munhu achizora mafuta anenge achiapukutira pamuviri wake kana pamwewo.

3

Kuzora kupushira madhaka kana tsvina panzvimbo.

4

Kuzora kuita kuti vamwe vabatanidzirwe panyaya inenge isiri yavo.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zoro

Chiito chokusandara.

Verenga

Swipe for the next word