KwaunobvaDuramazwiZzorora

Duramazwi · chiito

zorora

adjourn · rest

Zvinoreva

Kana munhu achizorora anenge achitura mafemo, kana ambenge achishanda kana kuita zvimwewo zvinonetsa.

1

Kana munhu achizorora anenge achitura mafemo, kana ambenge achishanda kana kuita zvimwewo zvinonetsa.

Maitakue vakazonzi vachienda kumba vanozorora.

Ndakazozorora ndave kure chaiko.

Kazhinji zvimiso zvinotevedzera kuzorora kwatinoita kana tichifema patinenge tichitaura.Wakambozviongorora here izvi?

2

Kana munhu achinzi azorora anenge afa.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zororera

Kuzororera kuita chinhu uchimbomira kuti uture befu nokukoka masimba matsva.

Verenga

Swipe for the next word