Duramazwi · zita
zororo
break · haven · holiday · leisure · refreshment · rest · resting · vacation · vacation; holiday

Zororo inguva yekumbomira kuita basa kana kuenda kuchikoro, vanhu vachimbogara vachitura mafemo.

Muchikamu chino ndinotarisira kuti uchadzidzawo pamusoro pekukosha kwezuva kana zororo ramagamba.
Kuita mudunge mudunge kuramba munhu achingomedza kudya pasina zororo.
Zororo inguva yekumbomira kuita basa kana kuenda kuchikoro, vanhu vachimbogara vachitura mafemo.
Duramazwi
01 / 03zoto-
Tinoshandisa zoto kuratidza zvinhu zvakazoitika mushure mechimwewo chinhu.
VerengaSwipe for the next word