Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akati zovodya anenge akagara zvinotaridza kuti akavarairwa chaizvo.
1

Kuti zovodya kugara panzvimbo kwenguva refu wakamirira munhu asi iye asingauyi.

2

Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zovovo
Kana zvinhu zvichinzi izovovo zvinenge zvakawanda chaizvo uye zvakaunganidzwa panzvimbo imwe chete.
VerengaSwipe for the next word