KwaunobvaDuramazwiZzototo

Duramazwi

zototo

Zvinoreva

Kana munhu achinzi asiti zototo anenge anyarara nekuzorora mushure mekupera kwezvanga zvichimunetsa.

1

Kuti zototo kungogara munhu usina kana chauri kuita.

2

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zovodya

Kana munhu akati zovodya anenge akagara zvinotaridza kuti akavarairwa chaizvo.

Verenga

Swipe for the next word