KwaunobvaDuramazwiDdukwa

Duramazwi

dukwa

Zvinoreva

Kuti dukwa kugara munhu akaita seakachonjomara.

1

Kuti dukwa kugara munhu akaita seakachonjomara.

Kuti dukwa kugara munhu asina hake zvaari kuita.

Kuti dukwa kugara munhu akaita seakachonjomara.

Vana vanofarira ngano dzine musandukwa.

2

Kuti dukwa kugara munhu asina hake zvaari kuita.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dukwaira

Kudukwaira kugara kokuita zvokuzviunganidza panhu pamwe.

Verenga

Swipe for the next word