Duramazwi
Zvinoreva
Kungogara kana kurara.
1
Kungogara kana kurara.
Kuti favava kurara zvokuratidza kuti wakagarika, hapana zvinokunetsa.
Kuti favava kungogara munhu asina chaari kuita, sezvinoita dununu.
Kuti favava kuhwanda pane imwe nzvimbo isiri nyore kuti uonekwe.
2

3

4
Kuti favava kungogara munhu asina chaari kuita, sezvinoita dununu.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03favour
favor
VerengaSwipe for the next word