Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti zete kutema kwekutikuti chauri kutemesa chacho chinodzika kana kunyura zvakanyanya.
Izwi rinoreva kufuma.
1

Tadiwa akangonzi zete mbama achinowira kwakadaro uko.
Mombe yakangonzi demo rimwe zete, ikabva yati gojodo.
Kuti zete kutema kwekutikuti chauri kutemesa chacho chinodzika kana kunyura zvakanyanya.
2
Kana munhu akati zete kugara anenge asina chaari kuita panguva iyo-yo.
3
Izwi rinoreva kufuma.
Tadiwa akangonzi zete mbama achinowira kwakadaro uko.
Kuti zete kutema kwekutikuti chauri kutemesa chacho chinodzika kana kunyura zvakanyanya.
Kana munhu akati zete kugara anenge asina chaari kuita panguva iyo-yo.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zevezera
whisper
VerengaSwipe for the next word