KwaunobvaDuramazwiZzerere

Duramazwi · zita

zerere

harambwetemburembu

Zvinoreva

Ruredzo.

1

Ruredzo.

Zerere rudzi rworuredzo runokura rwuchitandira mumvura uye runotsvedza kubata.

2

Zerere rudzi rworuredzo runokura rwuchitandira mumvura uye runotsvedza kubata.

Dzimwe nguva hove dzinodyira chete kana wakaisa zerere pachiredzo.

3

Zerere ivhudzi rinoyere-ra.

Zvakafanana

harambwe · temburembu

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zero

Nhamba inoreva pasiri pazuro (zero).

Verenga

Swipe for the next word