Duramazwi · zita
zenze
mane · rustling · fin
Duramazwi · zita
mane · rustling · fin
Zenze imvere, dziri panyundwa yemhuka, dzinokura kupinda dzimwe dzose.

Kana munhu achinzi ane zenze anenge achiita zvokuonererwa kana manyemwe pane vamwe.
Iyi imhuka yemusango ine zenze, inogara mumapani mune mvura nedzimwe dzayo dzakawanda.
Zenze imvere, dziri panyundwa yemhuka, dzinokura kupinda dzimwe dzose.
Kana munhu achinzi ane zenze anenge achiita zvokuonererwa kana manyemwe pane vamwe.
zenzere
Duramazwi
01 / 03zera [zero]
Kana munhu achinzi ane zera rakati, anenge achinzi ane makore akati kana kuti akura zvakati.
VerengaSwipe for the next word