Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi ane zera rakati, anenge achinzi ane makore akati kana kuti akura zvakati.
1
Kana munhu achinzi ane zera rakati, anenge achinzi ane makore akati kana kuti akura zvakati.
2
Vanhu vezera rimwe chikwata chevanhu vakazvarwa munguva imwe chete.
Iro zera iri ndiro riri kupera kufa.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zerera
Kuzerera kugarira munhu paanenge asingakuoni kuti uone zvaanenge achiita.
VerengaSwipe for the next word