KwaunobvaDuramazwiZzengurira

Duramazwi

zengurira

Zvinoreva

Kana munhu achizengurira kuita chinhu, anenge achida kuchiita asi aine unyope, kana kuti achityira kure.

1

Kana munhu achizengurira kuita chinhu, anenge achida kuchiita asi aine unyope, kana kuti achityira kure.

Tanaka akambozengurira kwave kuzo simuka hake ofamba ndokubuda akananga kuspair kwavo.

Kuzengurira izwi romukuru kuramba mhangwa.

Kana munhu achizeza anenge achityira kure kana kuzengurira.

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zengwete

Zengwete igwati kana rata rinoshandiswa kuoreresa marara kana madota.

Verenga

Swipe for the next word