Duramazwi
zeza
doubtful
-zengeza-sava-bwenda
Duramazwi
doubtful
Kana munhu achizeza anenge achityira kure kana kuzengurira.
Kana munhu achizeza anenge achityira kure kana kuzengurira.
Ndiri kuzeza kugeza nemvura inotonhora.
Kana uchitya unenge uchivhunduka kana kubvunda kana kuzeza zeza zvimwe zvinhu.
Kuzeza chati kwati hunge uine katurike.
-zengeza · -sava · -bwenda
Duramazwi
01 / 03zeze
Zeze kambuyu kakaita katsvuku kanowanzoruma huku.
VerengaSwipe for the next word