Duramazwi03 / 03zezesaKana munhu achinzi anozezesa anenge achityiwa chaizvo pamusana pezvinhu zvaanogona pasina anomukunda. Kudzidza nomunhu anonyanya kugona kunozezesa nokuti mudzidzisi anozofunga kuti vamwe vose muri madofo.Verenga→