Duramazwi
Zvinoreva
zvakadzama pamusoro penyaya i-nenge ichikurukurwa nezvayo.
Kuzeya kutenderera kunoita chinhu kana chakandwa, uyewo kana chatenderedzwa.
Kana mhuka dzichizeya dzinenge dzichitsenga zvakare, pavapaya, uswa hwadzinenge dzambofura dzikachengetera mudumbu.

Uku kufamba kwekuenda kumativi, kana kuti kuzeya-zeya.

Kana uchitsenga unenge uchigaya kana kuzeya zviri mumuromo namazino.

Vamwe havadyi nguruve nekuti haizeyi.
Uku kufamba kwekuenda kumativi, kana kuti kuzeya-zeya.
Kuzeya kutenderera kunoita chinhu kana chakandwa, uyewo kana chatenderedzwa.
Kuzeya kufungisi-
Zvakafanana
-vhiri-ririka · -zheura
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zeyereka
Kuzeyereka kutenderera kwechinhu kana munhu.
VerengaSwipe for the next word