KwaunobvaDuramazwiVvhiririka

Duramazwi

vhiririka

spin

Zvinoreva

Kuitika kwechinhu chakaita sekutenderera kana kumhanya nekuchimbidza.

1

Kuitika kwechinhu chakaita sekutenderera kana kumhanya nekuchimbidza.

Kuvhiririka kutenderera kunoita chinhu chakatendereka sezvakaita vhiri kana richisundwa.

Kuti mone kuvhiririka kunoita utsi kana guruva zvichisairirwa nemhepo zvichienda mudenga.

2

Kuvhiririka

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhisikosi

kurira kunoitwa nechinhu chapotserwa, pachinenge chichirova mhepo.

Verenga

Swipe for the next word