KwaunobvaDuramazwiCchamuhwiriri

Duramazwi · zita

chamuhwiriri

Zvinoreva

Kumhanya nokutenderera nokukurumidza.

1

Kumhanya nokutenderera nokukurumidza.

Chamuhwiriri kutenderera kwepfungwa kana munhu ane zviri kumunetsa.

Chamuhwiriri kutenderera nekukulumidza kunoita chinhu.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chamukainyama

Kana munhu achinzi ndichamukainyama anenge achidya chero chaawana asingasarudzi kana kusema.

Verenga

Swipe for the next word