KwaunobvaDuramazwiCchamupidigori

Duramazwi · zita

chamupidigori

nyamupidigori lamhidigari

Zvinoreva

Uku kuisa makumbo mudenga musoro uri pasi.

1

Uku kuisa makumbo mudenga musoro uri pasi.

Akaona hake kuwanda kwetu mari twaainge apihwa ndokubva amborova chamupidigori pambedha.

Zvakafanana

nyamupidigori la · mhidigari

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chamwa

Chamwa rudzi rwemuti unobuda mukaka unonamira, unoshandiswa kugadzira bhutsu dzepurasitiki.

Verenga

Swipe for the next word