KwaunobvaDuramazwiCchamukainyama

Duramazwi · zita

chamukainyama

chauyabu la

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ndichamukainyama anenge achidya chero chaawana asingasarudzi kana kusema.

1

2

Uyu munhu anongosvika chero nepaasina kukokwa.

Zvakafanana

chauyabu la

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chamupidigori

Uku kuisa makumbo mudenga musoro uri pasi.

Verenga

Swipe for the next word