Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tsire mutambo wokumira nomusoro.
1
Tsire mutambo wokumira nomusoro.
Aitya zvisingaite plus kunyara chete daindakaziva haibatsire.
Kana paine pawakanganwa imbodzokerazve kumashure uverenga zvakare uchinyorawo pasi zvikubatsire kunzwisisa.
Usazokanganwa kupota uchiona murairidzi wako kuti akubatsire paunenge usina kunzwisisa uye kumutaridzavo basa rako.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsirikiti
Kuti tsirikiti kubata chinhu nenzira yokuchijanhukira, uchitya kuti chingatiza.
VerengaSwipe for the next word