Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tororiro mutambo wavana vadiki kunyanya, wavanenge vachimira nomusoro makumbo ari mudenga.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03torwa
Kana munhu akatorwa mazwi nevaroyi anofuma asingagone kuburitsa mazwi.
VerengaSwipe for the next word