KwaunobvaDuramazwiTtorwa

Duramazwi

torwa

Zvinoreva

Kana munhu akatorwa mazwi nevaroyi anofuma asingagone kuburitsa mazwi.

1

Kana munhu akatorwa mazwi nevaroyi anofuma asingagone kuburitsa mazwi.

Ropa hariwanzoda kungotorwa- torwa kunoongororwa.

Chirindira itsika yokubvisa mari yokutenga zviyo kuvanhu vanoda mari padoro, zvozo-torwa mumashure.

Nemukadzi wavo uya anodisisa Mari vogosvika vasina kana cent uku mota yatorwa.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word