KwaunobvaDuramazwiTtora

Duramazwi · chiito

tora

absorb · capture · get · grab · invade · take · take; get; fetch

Zvinoreva

Kubvisa pamwe uchiita chako.

1

Kubvisa pamwe uchiita chako.

Tadiwa akamhanya hake kusvika asvika kumba kwavo kwave kusviko tora mari yaainge akapihwa naBaTakue.

2

Kana uchitora unenge uchibvisa chimwe chinhu pachiri uchienda nacho.

3

Kana watora chinhu kubva kune ambenge ainacho ndiwe unenge wava muridzi wacho.

4

Kana munhu achitora munhu piki- cha anenge achitekenya kamera kuitira kuti mufanikiso ugobuda.

5

Kana munhu achinzi atora nyaya neimwe nzira zvinenge zvichireva kuti ndiwo manzwisisire aari kuiita.

Iwe wava kutora nyaya iyi seiya yokum- botitemesa musoro. Dzakasiyana.

6

Kana mwana achinzi ari kutora giredhi faifi anenge achiita danho iroro.

7

Kana motokari ichinzi inotora mataira saizi yakati zvinoreva kuti ndiwo anofita pairi.

Motokari iyi inotora mataira akati kurei kudarika enyu.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word