Duramazwi
topora
-tobvora
Duramazwi
Kana uchitopora unenge uchichera kakomba nekatanda kana kachimuti.

Chitopora inyora inochekwa kumeso kwemunhukadzi nechinangwa chekuwedzera runako.
Kana uchitopora unenge uchichera kakomba nekatanda kana kachimuti.
-tobvora
Duramazwi
01 / 03topu
Topu imhando yefetiraiza inoiswa pachibage kuti chipakate.
VerengaSwipe for the next word