Kwaunobva/Duramazwi/T/Tony
Duramazwi
tony
toonora
Kana munhu achitoonora waya anenge achiitwasanudza.
topi
Topi munhu anoita basa rekutsotsa vamwe.
topora
Kana uchitopora unenge uchichera kakomba nekatanda kana kachimuti.
Swipe for the next word