KwaunobvaDuramazwiTtonongo

Duramazwi

tonongo

Zvinoreva

Kuti tonongo kubvisa zvakaita semhodzi mukati memavhuru-vhuru enhanga uchishandisa chinhu chakapinza.

1

Akati mhodzi dzeshamba tonongo achishandisa banga.

Kuti tonongo kubvisa zvakaita semhodzi mukati memavhuru-vhuru enhanga uchishandisa chinhu chakapinza.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonongora

Kutonongora kubvisa mhodzi mukati memavhuru-vhuru enhanga, munhu achishandisa chinhu chakapinza.

Verenga

Swipe for the next word