KwaunobvaDuramazwiTtonje

Duramazwi

tonje

Zvinoreva

Mbeu dzekare dzinodyiwa (dhumbe).

1

Mbeu dzekare dzinodyiwa (dhumbe).

Kana ukafirita tonje kana zvimwewo zvirimwa unenge wazvimwaya mushonga wokuuraya tupukanana tunozvidya kana bundo risingadiwi.

Mutonje kamuti kadiki kanoita tumapazipazi, kanorimwa, kanotumbuka vana vachena vanogadziriswa shinda.

Nyakatonje munhu anoturikira zvinotaurwa nesvikiro.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonona

Kana munhu akatonona anenge akaita seakagara pazvitsinho, magaro ake asingagunzvi pasi.

Verenga

Swipe for the next word