Duramazwi
tonhorera
mild
Duramazwi
mild
Kana kunze kuchitonhorera kunenge kwakanaka kuine kamwando, kuri pakati pekuto- nhora nekupisa.
Kana kunze kuchitonhorera kunenge kwakanaka kuine kamwando, kuri pakati pekuto- nhora nekupisa.
Zuro kwakafuma kwakakwidibira kuchitonhorera asi masikati kwakazenge kwava kupisa.
Kana mvura ichitonhorera inenge isingadziyi kana kupisa uye inenge ichipedza nyota.
Vatete vake vakandipa mvura yaitonhorera yavakange vatora mufiriji.
Duramazwi
01 / 03tonhorerwa
Kana munhu achinzi atonhorerwa anenge aitirwa zvinomuita kuti arege zvemanyemwe zvaanenge anga achiita.
VerengaSwipe for the next word