Duramazwi
-pisa
Zvinoreva
Kana kunze kuchitonhora kunenge kuine chando, vanhu vachida kugara pamoto kuti vadziyirwe.
1
Kana kunze kuchitonhora kunenge kuine chando, vanhu vachida kugara pamoto kuti vadziyirwe.
Batakue vakamusimudza kwave kumhanya naye ndokusviko munyika mumvura yainge yakatonhora.
Nguva yainofamba yousiku iyi inguva inotonhora zvikuru.
Chando chinotonhora kudarika mhepo inovhuvhuta zvayo.
2
Kana munhu akanzi atonhora anenge anyarara chaizvo asi aimbozivikanwa nokutaurisa.
3
Kana munhu kana mhuka ikanzi yatonhora inenge yafa.
Zvakasiyana
-pisa
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tonhorera
mild
VerengaSwipe for the next word