KwaunobvaDuramazwiTtonhorerwa

Duramazwi

tonhorerwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi atonhorerwa anenge aitirwa zvinomuita kuti arege zvemanyemwe zvaanenge anga achiita.

1

Hapana chimwe zvacho chaiva mupfungwa dzangu kunze kwekutonhorerwa nemumvuri womuzhanje uyu.

Kana munhu achinzi atonhorerwa anenge aitirwa zvinomuita kuti arege zvemanyemwe zvaanenge anga achiita.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonisa

Kutonisa kuita zvinhu zvinorwadza mumwe munhu.

Verenga

Swipe for the next word