KwaunobvaDuramazwiTtonhodza

Duramazwi

tonhodza

-dziisa

Zvinoreva

Kutonhodza kuita kuti chinhu chinopisa chipere mudziira.

1

Kutonhodza kuita kuti chinhu chinopisa chipere mudziira.

Akaramba achifuridza tii yake nokuti aida kuitonhodza.

Pamundondodirisa peturo ipapo ndipo panotengeswa aisi yokutonhodza zvinwiwa.

2

Kana ukatonhodza munhu unenge waita kuti nharo kana katsika kake kakaipa kapere.

Zvakasiyana

-dziisa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonhora

Kana kunze kuchitonhora kunenge kuine chando, vanhu vachida kugara pamoto kuti vadziyirwe.

Verenga

Swipe for the next word