KwaunobvaDuramazwiTtonho

Duramazwi

tonho

Zvinoreva

Kuti tonho kupera kudziva kwechinhu chambenge chichi-

1

Kuti tonho kupera kudziva kwechinhu chambenge chichi-

Kana kunze kwati tonho kunenge kwasviba uye kusisina vanhu vakawanda vanofamba.

Kuti tonho kunyarara zvakanyanya kwemunhu ambenge achizikanwa nokutaurisa.

Kana chinhu chati tonho-o chinenge chapera kudziya kose zvakanyanya.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonho-o

Kuti tonho kunyarara zvakanyanya kwemunhu ambenge achizikanwa nokutaurisa.

Verenga

Swipe for the next word