Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakatosvorana vanenge vakonana zvikuru.
1
Kana vanhu vakatosvorana vanenge vakonana zvikuru.
Rakanga rava zarakuzaza chairo, tezvara nemukuwasha zvatosvorana.
Kana vanhu vakatosvorana vanenge vakonana zvikuru.
Chizivano kuita kokusarudza vehama neshamwari uchingoitira ivavo voga zvakanaka. Mabasa okupinzana nechizivano anopera musi wokutosvorana.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tota
Kutota kuve nemvura panhumbi kana pamuviri wako.
VerengaSwipe for the next word