Duramazwi
konana
-mutsana
Duramazwi
Kana vanhu vakakonana vanenge vatadza kuwirirana pane zvavanenge vachitaura kana kuita.
Kana vanhu vakakonana vanenge vatadza kuwirirana pane zvavanenge vachitaura kana kuita.
Mukoma nemunin'ina vakazokonana apo mukoma akange adzinga vabereki vavo pamusha pake.
NaDebra zvakazokonana pakuti mukoma waDebra akazouya kwave kuwana Debra aine murume mumba.
Kana murume nomukadzi vakakonana vanenge varambana.
-mutsana
Duramazwi
01 / 03kondakita
conductor
VerengaSwipe for the next word