KwaunobvaDuramazwiKkonama

Duramazwi

konama

Zvinoreva

Mumutambo wenhabvu, kona ibhora romusimwa rinorohwa kana vari kudhifenda gedhe vaburitsa bhora nekumutsetse wekunze kune mubati wavo.

Kukonama kutsikitsira musoro zvakanyanya, kuratidza kuzvininipisa.

1

2

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

konana

Kana vanhu vakakonana vanenge vatadza kuwirirana pane zvavanenge vachitaura kana kuita.

Verenga

Swipe for the next word