KwaunobvaDuramazwiKkona

Duramazwi

kona

corner

-tadza-konewa-gunda

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chakona chinenge chakundikana, kana kuti chisina kuzoitika.

Kukona kutendeuka kwaungaita uchifamba, wotora gwara rokurudyi kana kuruboshwe.

Mhandiko.

1

Mumutambo wenhabvu, kona ibhora romusimwa rinorohwa kana vari kudhifenda gedhe vaburitsa bhora nekumutsetse wekunze kune mubati wavo.

Plus chero izvo zvechikoro zvachona zvinogona kukona zvachose nekuti business rangu zveshuwa harichaisi mari.

Motokari yakangoti mve tikatozoiona yasvika kukona.

2

Kukona munhu anenge apara mhosva kutaura zvinoita kuti abvume kuti ndiye akaipara.

3

4

5

Kona inzvimbo inotenderera mugwagwa kubva pawanga wakaswatuka,

Zvakafanana

-tadza · -konewa · -gunda

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

konama

Mumutambo wenhabvu, kona ibhora romusimwa rinorohwa kana vari kudhifenda gedhe vaburitsa bhora nekumutsetse wekunze kune mubati wavo.

Verenga

Swipe for the next word