Duramazwi · zita
Zvinoreva
Pane zvokuvaka, mhandiko ndipo panosangana zviziro zviviri. Kamuri yedu yokurara ine mhandiko ina.
1

Mhandiko ndipo panzvimbo panosangana mitsetse miviri yakarurama ichitsaurana. Kuchikoro tava kutoita mhandiko dzokuyera nemadhigirii.
Nzvimbo yakatenderedzwa nemitsetse mina inosangana pamhandiko ina.
2
Mhandiko ndipo panzvimbo panosangana mitsetse miviri yakarurama ichitsaurana. Kuchikoro tava kutoita mhandiko dzokuyera nemadhigirii.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhandire
Mhandire muguri wechibage chakaoma, chinowanzokangwa.
VerengaSwipe for the next word