KwaunobvaDuramazwiMmhandu

Duramazwi · zita

mhandu

adversary · enemy

muvengimusemi

Zvinoreva

Mhandu munhu wausingawirirani naye, anoda kuku-kuvadza.

1

Mhandu munhu wausingawirirani naye, anoda kuku-kuvadza.

Mwana Nedzimwewo nguva tinogona kuona kuti zvindori zvinogona kuuya nenzira yehwidzazwi sokuti, Mhandu yomunhu Munhu.

Rupingo idendenedzwa rinogadzirwa nevarwi vachikomberedza mhandu.

Kuti tsviri tsviri kurira kunoita shiri kana ichinge yaona mhandu yayo kana kuti yapinda munjodzi.

Zvakafanana

muvengi · musemi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhandwa

Mhandwa idoro remhunga rinenge rakabikwa zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word