KwaunobvaDuramazwiMmuvengi

Duramazwi · zita

muvengi

foe · hater · enemy · opponent

musemimhandugaa

Zvinoreva

Muvengi munhu waunenge wakatadzirana naye, zvekuti unenge usingatombodi kumbuona zvako.

1

Muvengi munhu waunenge wakatadzirana naye, zvekuti unenge usingatombodi kumbuona zvako.

Zvino pane kuti iwe utendewo izvozvo ndatove muvengi.

Hapana muvengi waaiziva kuti anovenga baba vake.

Asi muvengi wangu newako ndiye andidya.

Zvakafanana

musemi · mhandu · gaa

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word