Duramazwi · zita
muverengi
reader
Duramazwi · zita
reader
Muverengi munhu anoita basa rekuverenga zvinhu zvakaita senhau muwairesi.
Muverengi munhu anoita basa rekuverenga zvinhu zvakaita senhau muwairesi.
Pamusoro paizvozvo muverengi anoonawo kuti unoziva chiShona chine chamandorokwati.
Manyorero anounyanzvi uye anoita kuti muverengi adokwairire kuziva zviri kumberi kwenyaya.
Nokudaro manyorero akadai anoda kuti uve nyanzvi yokukwanisa kuruka nyaya inonakidza muverengi.
Duramazwi
01 / 03muverere
Muverere muti unomera musango, mutetetete, unovavira, unowanzofarirwa nekamba.
VerengaSwipe for the next word