Duramazwi · zita
mhanga
shwarandanda
Duramazwi · zita
Mhanga idoro rinenge ravira, ramirira kudirwa masvusvu, rozonwiwa kwapera mazuva manomwe.
Mhanga idoro rinenge ravira, ramirira kudirwa masvusvu, rozonwiwa kwapera mazuva manomwe.
Mhanga idoro rinenge ravira, ramirira kudirwa masvusvu, rozonwiwa kwapera mazuva manomwe.
Kudira doro kusanganisa mhanga, masvusvu nemvura kuitira kuti zvichivira vanhu vakwanise kunwa.
Kuvamba doro kubika mhanga yokutangisa yedoro.
shwarandanda
Duramazwi
01 / 03mhangami
Mhangami munhu akachenjera, anogara achida kuona kuti zvinhu zvose zviri kufamba zvakanaka here.
VerengaSwipe for the next word