Duramazwi · zita
mhango
cavity
mwazi
Duramazwi · zita
cavity
Mhango mwena unoita pahunde yemuti.
Mhango mwena unoita pahunde yemuti.
Chikodoga rudzi rweshiri inogadzira mhango pamuti kuti ikandire mazai ayo.
Kuti pfupfu kutsva kunoita danda rine mhango mukati maro.
Urwu rudzi rweshiri inogadzira mhango yokukandirira mazai ayo padanda rakaoma nenzira yekuboora muti nemuromo wayo.
Mhango mwena unoita pazino rinenge raora.
mwazi
Duramazwi
01 / 03mhangura
ore
VerengaSwipe for the next word