Duramazwi · zita
mhangura
ore · copper
Duramazwi · zita
ore · copper
Mhangura chicherwa chakaita chitsvuku chinogadzirisa tambo dzamagetsi kana zvimwe zvishongo zvomumba. Pamari yedu sendi ndiyo mari chete yakagadzirwa nemhangura.
Mhangura chicherwa chakaita chitsvuku chinogadzirisa tambo dzamagetsi kana zvimwe zvishongo zvomumba. Pamari yedu sendi ndiyo mari chete yakagadzirwa nemhangura.
Mugodhi igomba rinocherwa matombo anokosha, akafanana negoridhe, mhangura, marasha nezvimwewo.
Bhuronzi isimbi yakada kuita shora, yakatsvukuruka, inogadzirwa kubva pamhangura netini.
Iyi imhangura nyoro inenge yakadonha pasi.
Duramazwi
01 / 03mhangwa
Mhangwa ihavi huru yokuda kudya tunovavira mumuroro.
VerengaSwipe for the next word