KwaunobvaDuramazwiMmhani

Zvinoreva

Mhani kapukanana kanowanikwa mumakwande kana pasi pematombo kane makumbo akawanda kachindurira zvinorwadza nokumuswe.

kanu. Iri izwi rinoshandiswa kutsinhidzira zvaunoreva. Handidi kuenda newe mhani.

1

Ndakada kumbofunga kuti ndaive ndariisa pamwe musiri mumicrowave but zvakandirambira mhani.

Ummm rute rwacho rwaive rwawandisa mhani zvekuti rwaitosemesa.

Usafunge kuti mwoyo wangu muchena nekuve kwako pano mhani.

2

Zvakafanana

mbambarize · kani

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mhanje

Mhanje munhukadzi kana mhuka hadzi isingabereki.

Verenga

Swipe for the next word