Duramazwi · chiito
mhanya
frantic · run; jog
Duramazwi · chiito
frantic · run; jog
Kana uchimhanya unenge uchikanda tsoka nekukurumidza, uchitomuka zvinokuita kuti ukasike kusvike kwauri kuenda.
Kana uchimhanya unenge uchikanda tsoka nekukurumidza, uchitomuka zvinokuita kuti ukasike kusvike kwauri kuenda.
Tanaka akauya hake achimhanya sezvo ainzwa izwi radadie vake kuti raive richimhanya mhanya.
Maitakue vaitoseka havo vachiti akaura asi vakazoshamisika Batakue vave kumhanya mhanya kuenda naye kuhospital.
Hapana achiine basa neumwe munhu vanhu vave kumhanya- mhanya kushandira mhuri dzavo.
Kana mudumbu muchimhanya munenge muchirwadza muchibudisa tsvina yakatetepa chaizvo.
-rumba · -tizira · -vanga · -dorinya · -wara · -gijima
Duramazwi
01 / 03mhanyidzana
Kumhanyidzana kuita mhindu dzokukasika kusvika kunhu makawanda.
VerengaSwipe for the next word