KwaunobvaDuramazwiNnjaira

Duramazwi

njaira

Zvinoreva

Kunjaira kumhanya zvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya mazuva ose kuitira kusimbisa miviri yavo.

1

Kunjaira kumhanya zvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya mazuva ose kuitira kusimbisa miviri yavo.

Mushoriwa nderimwe zita rinosheedzwa naro vanhu vemutupo weMoyo yeNjaira.

Kukwenjaira kufamba uchiratidzika sewapera simba, sezvingaite munhu ane nzara kana anorwara.

Kungwanjaira kufamba kwemunhu achiratidza kuti a-pera simba, nokuda kwekuneta kana kuti kukura.

2

Kunjaira kufamba munhu achiparapatika.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

njakenjake

Njakenjake kuita zvinhu pasina kuwirirana kana mushandirapamwe, umwe neumwe achiita zvaanoda.

Verenga

Swipe for the next word