Duramazwi
nzunzuta
-ndunda
Duramazwi
Kana munhu achinzunzuta anenge achimhanya zvishoma kuti akasire kusvika kwaange achienda.

01 / 03nzunzutira
Kunzunzutira kumhanya zvishoma nezvishoma, sezvinoita vanhu vanomhanya kuti miviri yavo igare yakagwinya.
VerengaSwipe for the next word